Boy: Independence box
Girl : wakarwa hondo here😃😃
Boy :😁😁😁😁
Girl : chii??
Boy : Iwe zvawakanditi Christmas box wakaroverwa pamuchinjikwa here?
😆😆😆😆😆😆 Chakanyanya icho kkkk
Boy: Independence box
Girl : wakarwa hondo here😃😃
Boy :😁😁😁😁
Girl : chii??
Boy : Iwe zvawakanditi Christmas box wakaroverwa pamuchinjikwa here?
😆😆😆😆😆😆 Chakanyanya icho kkkk